Mariko 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akati agara pasi, akadaidza vane gumi navaviri akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga anofanira kuva okupedzisira pana vose; agove mushandiri wavose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ipapo akagara pasi, akaɗana ʋanegumi naʋaʋiri, akati kwaʋari: Kana munhu aciɗa kuʋa wokutaŋga, ucazoʋa weshure kunaʋose nomuranda waʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Ipapo akagara pasi, akadana vane gumi navaviri, akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga, achazova weshure kuna vose nomuranda wavose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akati agara pasi, akadaidza vane gumi navaviri akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga anofanira kuva okupedzisira pana vose; agove mushandiri wavose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Akati agara pasi, akadaidza vane gumi navaviri akati kwavari, “Kana munhu achida kuva wokutanga anofanira kuva okupedzisira pana vose; agove mushandiri wavose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Agara pasi, Jesu akadana vane gumi navaviri akati, “Kana munhu achida kuva wokutanga, anofanira kuva iye wokupedzisira, uye muranda wavose.” Viz kapitola |