Online Bible

- Reklamy -

Mariko 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋuye ʋakaŋga ʋanehoʋe ɗuku shomanene; ɀino akadziropafadza, akati ɀiiswe ʋo pamberi paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Uye vakanga vane hove duku shomanene; zvino akatenda, Mwari akati zviiswewo pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vakanga vane hove duku shoma shoma zvakare; uye akavongazve akaudza vadzidzi kuti vadzigovere kuvanhu.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 8:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy