Online Bible

- Reklamy -

Mariko 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋakaŋga ʋakaŋganwa kutora ɀiŋgwa; ʋakaŋga ʋasineɀiŋgwa, asi cimŋe ɓedzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Vakanga vakanganwa kutora zvingwa muigwa; vakanga vasina zvingwa muigwa, asi chimwe bedzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vadzidzi vakanga vakanganwa kuuya nechingwa, kunze kwechimwe chete chavakanga vanacho mugwa.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 8:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy