Mariko 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva avasiya, ndokukwirazve mugwa oyambukira mhiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo akaʋasiya, akapinda ɀe mugwa, akayambukira mhiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo akavasiya, akapindazve muigwa, akayambukira mhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva avasiya, ndokukwirazve mugwa oyambukira mhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akabva avasiya, ndokukwirazve mugwa oyambukira mhiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo akavasiya, akadzokera mugwa akayambukira kuno rumwe rutivi. Viz kapitola |