Mariko 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paakanga apinda mumba, abva zvino pavanhu, vadzidzi vake vakamubvunza nezvomuenzaniso uyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino wakati abva kuʋanhu ʋazhinji, apinda mumba, ʋadzidzi ʋake ʋakamubvunza ɀomufananidzo uyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino akati abva kuvanhu vazhinji, apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza zvomufananidzo uyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paakanga apinda mumba, abva zvino pavanhu, vadzidzi vake vakamubvunza nezvomuenzaniso uyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Paakanga apinda mumba, abva zvino pavanhu, vadzidzi vake vakamubvunza nezvomuenzaniso uyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvino akati abva pavanhu vazhinji uye apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza pamusoro pomufananidzo uyu. Viz kapitola |