Mariko 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokudaro munoita kuti shoko raMwari rive chinhu pasina, pamusana pamagamuchidzanwa etsika dzenyu amunogamuchidzana; munoitawo zvimwe zvizhinji zvakafanana nezvizvi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 mucitorera shoko raMŋari simba netsika dzenyu dzamakaceŋgeta, neɀinhu ɀizhinji ɀakaɗaro munoɀiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 muchitorera shoko raMwari simba netsika dzenyu dzamakachengeta, nezvinhu zvizhinji zvakadaro munozviita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokudaro munoita kuti shoko raMwari rive chinhu pasina, pamusana pamagamuchidzanwa etsika dzenyu amunogamuchidzana; munoitawo zvimwe zvizhinji zvakafanana nezvizvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Nokudaro munoita kuti shoko raMwari rive chinhu pasina, pamusana pamagamuchidzanwa etsika dzenyu amunogamuchidzana; munoitawo zvimwe zvizhinji zvakafanana nezvizvi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokudaro munoparadza shoko raMwari nokuda kwetsika dzenyu dzamakachengeta kusvika zvino. Uye munoita zvinhu zvizhinji zvakadaro.” Viz kapitola |