Mariko 6:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kudunhu reGenesareti ndokusungirira igwa pamahombekombe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Ʋakati ʋayambukira mhiri, ʋakaȿika kunyika yeGenesareti, ʋakasuŋgira igwa pamhenderekedzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 Vakati vayambukira mhiri, vakasvika kunyika yeGenesareti, vakasungira igwa pamhenderekedzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kudunhu reGenesareti ndokusungirira igwa pamahombekombe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kudunhu reGenesareti ndokusungirira igwa pamahombekombe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Vakati vayambuka mhiri, vakasvika paGenesareti vakamisa igwa ipapo. Viz kapitola |