Mariko 6:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akakwira mugwa muya mavaiva, mhepo ndokubva yanyarara. Vadzidzi vake vakashamiswa zvikuru, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Akakwira kwaʋari mugwa, mhepo ikanyarara; ʋakashamiswa kwaɀo‐kwaɀo mumŋoyo yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Akakwira kwavari muigwa, mhepo ikanyarara; vakashamiswa kwazvo-kwazvo mumwoyo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akakwira mugwa muya mavaiva, mhepo ndokubva yanyarara. Vadzidzi vake vakashamiswa zvikuru, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Akakwira mugwa muya mavaiva, mhepo ndokubva yanyarara. Vadzidzi vake vakashamiswa zvikuru, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Ipapo akakwira mugwa navo, uye mhepo ikadzikama. Vakakatyamara zvikuru, Viz kapitola |