Mariko 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti Johane wakaŋga ati kunaHerode: Haunakutenderwa kuti uʋe nomukadzi womunuŋuna wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hauna kutenderwa kuti uve nomukadzi womunun'una wako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hazvitenderwi kuti utore mukadzi womununʼuna wako.” Viz kapitola |