Mariko 4:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Nemienzaniso mizhinji yakadai aivataurira izvi maererano nezvavaikwanisa kubata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Akasireʋa shoko kwaʋari nemifananidzo mizhinji yakaɗaro, paʋaigona kunzwa napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Akasireva shoko kwavari nemifananidzo mizhinji yakadaro, pavaigona kunzwa napo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Nemienzaniso mizhinji yakadai aivataurira izvi maererano nezvavaikwanisa kubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Nemienzaniso mizhinji yakadai aivataurira izvi maererano nezvavaikwanisa kubata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Nemimwe mifananidzo yakadai, Jesu akataura shoko kwavari, zvose sezvavaigona kunzwisisa. Viz kapitola |