Mariko 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana vemba imwechete vorwisana pachavo, imba iyoyo haigoni kumira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kana imba iciɀipesanisa, imba iyo haiŋgagoni kumira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Kana imba ichizvipesanisa, imba iyo haingagoni kumira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana vemba imwechete vorwisana pachavo, imba iyoyo haigoni kumira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana vemba imwechete vorwisana pachavo, imba iyoyo haigoni kumira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kana imba ichizvipesanisa, imba iyoyo haigoni kumira. Viz kapitola |