Mariko 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino akaʋaɗanira kwaari, akati kwaʋari nemifananidzo: Satani uŋgaɓuɗisa Satani seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino akavadanira kwaari, akati kwavari nemifananidzo. “Satani angabudisa Satani seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka Jesu akavadana akataura kwavari nomufananidzo achiti, “Ko, Satani angadzinga sei Satani? Viz kapitola |