Online Bible

- Reklamy -

Mariko 3:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 kwouya Jemusi mwana waZebhedhi naJohani munun'una waJemusi vaakapa zita rokuti Bhoanerigesi, zvinoreva kuti vanaKutinhirasemheni

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 naJakobo, mŋanakomana waZebedi, naJohane, munuŋuna waJakobo; akaʋatumidza iʋo mazita anonzi Boanergesi, ndokuti ʋanakomana ʋokutinhira;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 naJakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani, munun'una waJakobho; akavatumidza ivo mazita anonzi Bhoanerigesi, ndokuti “Vanakomana vokutinhira;”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 kwouya Jemusi mwana waZebhedhi naJohani munun'una waJemusi vaakapa zita rokuti Bhoanerigesi, zvinoreva kuti vanaKutinhirasemheni

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 kwouya Jemusi mwana waZebhedhi naJohani munun'una waJemusi vaakapa zita rokuti Bhoanerigesi, zvinoreva kuti vanaKutinhirasemheni

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomununʼuna wake Johani (avo vaakatumidza zita rokuti Bhoanerigesi, kureva kuti Vanakomana voKutinhira),

Viz kapitola kopírovat

Mariko 3:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy