Mariko 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jesu wakati aciʋona kutenda kwaʋo, akati kunowakaŋga akafa mitezo: Mŋana, wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kunoakanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati aona kutenda kwavo, akati kuno uya akanga akafa mutezo, “Mwanakomana, zvivi zvako zvaregererwa.” Viz kapitola |