Mariko 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakaɓuɗa ɀe akaenda kuguŋgwa; ʋazhinji ʋose ʋakaʋuya kwaari, akaʋadzidzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jesu akabudazve akaenda kugungwa. Vanhu vazhinji zhinji vakauya kwaari uye akatanga kuvadzidzisa. Viz kapitola |