Mariko 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jaya ndokuvati, “Regai kuvhunduka, muri kutsvaka Jesu weNazareti akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka, haasisimo muno. Tarisai muone nzvimbo yavakamuradzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Rikati kwaʋari: Musavunduka, munotȿaka Jesu weNazareta, wakaŋga aroʋerwa pamucinjikwa; wamuka, haa’po pano; tarirai paʋakaŋga ʋamuisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Rikati kwavari, “Musavhunduka, munotsvaka Jesu weNazareta, akanga aroverwa pamuchinjikwa; amuka, haapo pano; tarirai pavakanga vamuisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jaya ndokuvati, “Regai kuvhunduka, muri kutsvaka Jesu weNazareti akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka, haasisimo muno. Tarisai muone nzvimbo yavakamuradzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jaya ndokuvati, “Regai kuvhunduka, muri kutsvaka Jesu weNazareti akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka, haasisimo muno. Tarisai muone nzvimbo yavakamuradzika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Iye akati, “Musavhunduka. Muri kutsvaka Jesu weNazareta, uya akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka! Haapo pano. Tarisai pavakanga vamuisa. Viz kapitola |