Online Bible

- Reklamy -

Mariko 15:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mukati mavapanduki vaiva mujeri, vakanga vauraya munhu muchimurenga, maiva nomumwe murume ainzi Bharabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe wainzi Barabasi, wakaŋga asuŋgwa pamŋe cete naʋamŋe ʋakaŋga ʋamutsa ɓope, ʋakaʋuraya ʋanhu paɓope irero.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino kwakanga kuno mumwe wainzi Bharabhasi, akanga asungwa pamwechete navamwe vakanga vamutsa bope, vakauraya vanhu pabope iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mukati mavapanduki vaiva mujeri, vakanga vauraya munhu muchimurenga, maiva nomumwe murume ainzi Bharabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mukati mavapanduki vaiva mujeri, vakanga vauraya munhu muchimurenga, maiva nomumwe murume ainzi Bharabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Murume ainzi Bharabhasi akanga ari mutorongo pamwe chete navamwe vakanga vamutsa bope vakauraya munhu.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 15:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy