Online Bible

- Reklamy -

Mariko 15:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 kwakauya Josefi weArimatia, aiva mumwe wamakurukota airemekedzwa. Iyewo pachake aimirira umambo hwaMwari. Akatsunga mwoyo ndokuenda kuna Pirato, akamukumbira chitunha chaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Josefa weArimatea, mumŋe wamakurukota, munhu wakakudzwa — iye amene wakaŋga acigarira ʋo ʋushe bgaMŋari — wakaʋuya akapinda nokutsuŋga kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Josefa weArimatia, mumwe wamakurukota, munhu akakudzwa iye amene akanga achigarirawo ushe hwaMwari akauya akapinda nokutsunga kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 kwakauya Josefi weArimatia, aiva mumwe wamakurukota airemekedzwa. Iyewo pachake aimirira umambo hwaMwari. Akatsunga mwoyo ndokuenda kuna Pirato, akamukumbira chitunha chaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 kwakauya Josefi weArimatia, aiva mumwe wamakurukota airemekedzwa. Iyewo pachake aimirira umambo hwaMwari. Akatsunga mwoyo ndokuenda kuna Pirato, akamukumbira chitunha chaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Josefa weArimatea, nhengo yeDare Guru yaiva nomukurumbira, uyo akanga akamirirawo umambo hwaMwari, akatsunga kuenda kuna Pirato kundokumbira mutumbi waJesu.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 15:43

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy