Mariko 15:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Masoja akaenda naJesu munhandare, mumuzinda womutongi wacho wainzi (Pretoriumu,) vakaunganidza boka rose ramasoja. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino ʋarwi ʋakamuisa mukati moruʋazhe, imo muimba yomuɓati, ʋakaʋuŋganidza hondo yose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino varwi vakamuisa mukati moruvazhe, imo muimba yomubati, vakaunganidza hondo yose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Masoja akaenda naJesu munhandare, mumuzinda womutongi wacho wainzi (Pretoriumu,) vakaunganidza boka rose ramasoja. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Masoja akaenda naJesu munhandare, mumuzinda womutongi wacho wainzi (Pretoriumu,) vakaunganidza boka rose ramasoja. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Varwi vakatora Jesu vakapinda naye mumuzinda, Piritoriamu, uye vakaunganidza pamwe chete boka rose ravarwi. Viz kapitola |