Mariko 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pirato ndokuti kwavari, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yei?” Vakabva vatonyanya kudaidzira vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Pirato akati kwaʋari: wakagotadzeiko? Ʋakanyanyisa kuɗanidzira, ʋaciti: Muroʋere pamucinjikwa! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Pirato akati kwavari, “Akagotadzeiko?” Vakanyanyisa kudanidzira, vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pirato ndokuti kwavari, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yei?” Vakabva vatonyanya kudaidzira vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Pirato ndokuti kwavari, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yei?” Vakabva vatonyanya kudaidzira vachiti, “Muroverei pamuchinjikwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Pirato akavabvunza akati, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yeiko?” Asi vakanyanya kudanidzira vachiti, “Murovererei pamuchinjikwa!” Viz kapitola |