Online Bible

- Reklamy -




Mariko 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi vapristi vakuru vakapesvera vanhu kuti avasunungurire zvavo Bharabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ʋaprista ʋakuru ʋakakurudzira ʋanhu ʋazhinji, kuti ʋakumbire kuti ɀirinani aʋasunuŋgurire Barabasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino vapristi vakuru vakakurudzira vanhu vazhinji, kuti vati zviri nani avasunungurire Bharabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi vapristi vakuru vakapesvera vanhu kuti avasunungurire zvavo Bharabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi vapristi vakuru vakapesvera vanhu kuti avasunungurire zvavo Bharabhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi vaprista vakuru vakamutsa mwoyo yavazhinji kuti vaite kuti Pirato asunungure Bharabhasi pachinzvimbo chaJesu.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 15:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy