Mariko 14:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Naizvozvo kuzoti asvika akabva aenda kwaari oti, “Tikukwaziseika Mudzidzisi,” ndokumutsvoda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino wakati aȿika, pakarepo akasweɗera kwaari, akati: Rabi! Akamuȿeta ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino akati asvika, pakarepo akaswedera kwaari, akati, “Rabhi!” Akamutsvoda kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Naizvozvo kuzoti asvika akabva aenda kwaari oti, “Tikukwaziseika Mudzidzisi,” ndokumutsvoda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Naizvozvo kuzoti asvika akabva aenda kwaari oti, “Tikukwaziseika Mudzidzisi,” ndokumutsvoda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Paakangosvika, Judhasi akaenda kuna Jesu, akati, “Rabhi!” ndokumutsvoda. Viz kapitola |