Online Bible

- Reklamy -

Mariko 13:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Izvi zvakafanana nomunhu ari parwendo, anoti kana obva pamba, anosiya aturira imba yake mumaoko avaranda vake mumwe nomumwe aine basa rake. Anoudza mutariri wapasuo guru kugaririra.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀakaita somunhu wakaenda kuneimŋe nyika, akasiya imba yake, akapa ʋaranda ʋake simba, mumŋe nomumŋe ɓasa rake, akaraira murindi womukoʋa kuti arindire.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Zvakaita somunhu akaenda kune imwe nyika, akasiya imba yake, akapa varanda vake simba, mumwe nomumwe basa rake, akarayira murindi womusuo kuti arindire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Izvi zvakafanana nomunhu ari parwendo, anoti kana obva pamba, anosiya aturira imba yake mumaoko avaranda vake mumwe nomumwe aine basa rake. Anoudza mutariri wapasuo guru kugaririra.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Izvi zvakafanana nomunhu ari parwendo, anoti kana obva pamba, anosiya aturira imba yake mumaoko avaranda vake mumwe nomumwe aine basa rake. Anoudza mutariri wapasuo guru kugaririra.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Zvakaita somunhu anoenda kure: Anosiya imba yake akaichengetesa varanda vake, mumwe nomumwe pabasa rake, uye agoudza ari pamukova kuti agare akarinda.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 13:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy