Mariko 13:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 uye nyenyedzi dzichadonha kubva mudenga, uye masimba omudenga achazungunutswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 nenyeredzi dzicawa kuɗeŋga, namasimba ari kuɗeŋga acazunuŋguswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 nenyeredzi dzichawa kudenga, namasimba ari kudenga achazununguswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 uye nyenyedzi dzichadonha kubva mudenga, uye masimba omudenga achazungunutswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 uye nyenyedzi dzichadonha kubva mudenga, uye masimba omudenga achazungunutswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 nyeredzi dzichawa kudenga, uye masimba okudenga achadengenyeka.’ Viz kapitola |