Online Bible

- Reklamy -

Mariko 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kuchamuka vana kristu venhema navaporofita venhema vachionesa zviratidzo namashura kuti vatsautse vasarudzwi, kana zvichigoneka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nokuti ʋanaKristu ʋenhema ʋacamuka, naʋaprofita ʋenhema, ʋacaita ɀiratidzo neɀinoshamisa, kuti ʋatsause ʋakasanaŋgurwa, kana ɀicibvira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nokuti vanaKristu venhema vachamuka, navaporofita venhema, vachaita zviratidzo nezvinoshamisa, kuti vatsause vakasanangurwa, kana zvichibvira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kuchamuka vana kristu venhema navaporofita venhema vachionesa zviratidzo namashura kuti vatsautse vasarudzwi, kana zvichigoneka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Kuchamuka vana kristu venhema navaporofita venhema vachionesa zviratidzo namashura kuti vatsautse vasarudzwi, kana zvichigoneka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Nokuti vanaKristu venhema navaprofita venhema vachaonekwa uye vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vatsause vatsvene, kana zvaigoneka.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 13:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy