Mariko 13:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Paaibuda muTemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi tarisai muone kunaka kwamatombo aya nedzimba dzacho.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati aciɓuɗa mutembere, mumŋe waʋadzidzi ʋake akati kwaari: Mudzidzisi, tarirai mabge, kunaka! nedzimba kunaka! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Akati achibuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi, tarirai mabwe, kunaka! Nedzimba kunaka!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Paaibuda muTemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi tarisai muone kunaka kwamatombo aya nedzimba dzacho.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Paaibuda muTemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi tarisai muone kunaka kwamatombo aya nedzimba dzacho.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Paakanga ava kubuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati, “Mudzidzisi, tarirai kukura kwakaita matombo! Iko kunaka kwedzimba!” Viz kapitola |