Mariko 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vazhinji vakawarira hanzu dzavo munzira, vamwe vakawarira mapazu anamashizha avakatemha muminda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋazhinji ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo panzira, naʋamŋe mashizha aʋakaŋga ʋatema kuɓundo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vazhinji vakawarira nguo dzavo panzira, navamwe mashizha avakanga vatema mubundo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vazhinji vakawarira hanzu dzavo munzira, vamwe vakawarira mapazu anamashizha avakatemha muminda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vazhinji vakawarira hanzu dzavo munzira, vamwe vakawarira mapazu anamashizha avakatemha muminda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vazhinji vakawaridza majasi avo mumigwagwa, vamwe vakawaridza matavi avakanga vatema musango. Viz kapitola |