Mariko 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti ava manheru, vakabuda muguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino, ŋguʋa dzose kana aʋa maɗekwana, waienda kunze kweguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino, nguva dzose kana ava madekwana, waienda kunze kweguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kuzoti ava manheru, vakabuda muguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kuzoti ava manheru, vakabuda muguta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Madekwana akati asvika, vakaenda kunze kweguta. Viz kapitola |