Online Bible

- Reklamy -

Mariko 11:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino Jesu akapinda muJerusaremu ndokundopinda muTemberi. Paakapedza kuongorora zvinhu zvose; akabuda oenda Bhetania pamwechete navane gumi navaviri, nokuti kunze kwakanga kwaenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo Jesu wakapinda Jerusarema mutembere; akati ariŋga‐riŋga ɀinhu ɀose, zuʋa ɀarakaŋga raʋira, akaɓuɗa, akaenda Betania naʋanegumi naʋaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo Jesu akapinda Jerusaremu mutemberi; akati aringa-ringa zvinhu zvose, zuva zvarakanga ravira, akabuda, akaenda Bhetania ana vane gumi navaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino Jesu akapinda muJerusaremu ndokundopinda muTemberi. Paakapedza kuongorora zvinhu zvose; akabuda oenda Bhetania pamwechete navane gumi navaviri, nokuti kunze kwakanga kwaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Zvino Jesu akapinda muJerusaremu ndokundopinda muTemberi. Paakapedza kuongorora zvinhu zvose; akabuda oenda Bhetania pamwechete navane gumi navaviri, nokuti kunze kwakanga kwaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Jesu akapinda muJerusarema uye akaenda kutemberi. Akatarisa-tarisa zvinhu zvose, asi sezvo kwakanga kwadoka, akabuda akaenda kuBhetani navane gumi navaviri.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 11:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy