Mariko 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi kubva pakutanga kwokusikwa kwezvinhu, Mwari wakavasika vari munhurume nomunhukadzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi kubva pakutaŋga kwokusikwa wakaʋaita murume nomukadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi kubva pakutanga kwokusikwa akavaita, ‘Munhurume nomunhukadzi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi kubva pakutanga kwokusikwa kwezvinhu, Mwari wakavasika vari munhurume nomunhukadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi kubva pakutanga kwokusikwa kwezvinhu, Mwari wakavasika vari munhurume nomunhukadzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi kubvira kumavambo okusikwa kwezvinhu, Mwari ‘akavaita murume nomukadzi.’ Viz kapitola |