Mariko 10:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 asi zvokugara kurudyi rwangu kana kuti kuruboshwe rwangu handisirini ndinozvipa, ndokweavo vakakugadzirirwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 asi kugara kuruʋoko rwaŋgu rworudyi, kana kuruɓoshwe, handizini ndinopa, asi ndeɀaʋakaɀigadzirirwa iɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 asi kugara kuruoko rwangu rworudyi, kana kuruboshwe, handisini ndinopa, asi ndezvavakazvigadzirirwa izvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 asi zvokugara kurudyi rwangu kana kuti kuruboshwe rwangu handisirini ndinozvipa, ndokweavo vakakugadzirirwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 asi zvokugara kurudyi rwangu kana kuti kuruboshwe rwangu handisirini ndinozvipa, ndokweavo vakakugadzirirwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 asi zvokugara kuruoko rwangu rworudyi kana kuruboshwe handisini ndinozvipa. Nzvimbo idzi ndedzavaya vakadzigadzirirwa.” Viz kapitola |