Mariko 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ivo vakati, “Mosesi akatibvumira kuti murume anyorere mukadzi tsamba yegupuro obva amudzinga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati: Mosesi wakatendera murume kunyora rugwaro rwokumuramba, nokumurasha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakati, “Mosesi akatendera murume kunyora rugwaro rwokumuramba, agorambwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ivo vakati, “Mosesi akatibvumira kuti murume anyorere mukadzi tsamba yegupuro obva amudzinga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ivo vakati, “Mosesi akatibvumira kuti murume anyorere mukadzi tsamba yegupuro obva amudzinga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ivo vakati, “Mozisi akatendera murume kuti anyore tsamba yokurambana uye agomuendesa.” Viz kapitola |