Online Bible

- Reklamy -

Mariko 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino ʋakaʋuya naʋana ʋaɗuku kwaari, kuti aʋanyaŋgate; asi ʋadzidzi ʋakaʋaraira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino vakauya navana vaduku kwaari, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakavaraira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Vanhu vakanga vachiuya navana vaduku kuna Jesu kuti avabate, asi vadzidzi vakavatsiura.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 10:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy