Online Bible

- Reklamy -

Mariko 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Jesu akati kwaʋari: Nditeʋerei, kuti ndikuitei ʋaɓati ʋaʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, kuti ndikuitei vabati vavanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Jesu akati, “Uyai munditevere, uye ndichakuitai vabati vavanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 1:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy