Online Bible

- Reklamy -

Maraki 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Munoti, ‘Hazvina namaturo ose kushandira Mwari. Zvinotibatsireiko kuteerera mirao uye kufamba takazvirereka kuna Tenzi wehondo nehondo wacho?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Imi makati: Haɀinamaturo kushumira Mŋari; takawaneiko ɀatakaceŋgeta ɀaakaraira, ɀatakafamba takapfeka ŋguʋo dzokucema pamberi paJehova wehondo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Imi makati, ‘Hazvina maturo kushumira Mwari;’ takawaneiko zvatakachengeta zvaakaraira, zvatakafamba takapfeka nguo dzokuchema pamberi paJehovha wehondo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Munoti, ‘Hazvina namaturo ose kushandira Mwari. Zvinotibatsireiko kuteerera mirao uye kufamba takazvirereka kuna Tenzi wehondo nehondo wacho?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Munoti, ‘Hazvina namaturo ose kushandira Mwari. Zvinotibatsireiko kuteerera mirao uye kufamba takazvirereka kuna Tenzi wehondo nehondo wacho?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Imi makati, ‘Hazvina maturo kushumira Mwari. Takawaneiko nokuita zvaakarayira uye zvatakafamba savachemi pamberi paJehovha Wamasimba Ose?

Viz kapitola kopírovat

Maraki 3:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy