Maraki 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndokusaka ini ndavakuitawo kuti imi muve vanhu vakashoreka vokupedzesera zvavo kuvanhu vose sokuregawo kuchengeta nzira dzangu kwamakaita, makatoita zvenyu rusaruro pane zvemitemo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Saka ndakakuitai ʋanhu ʋanoɀidzwa naʋanorambga naʋanhu ʋose, ɀamusina‐kuceŋgeta nzira dzaŋgu, mukatsaura ʋanhu pakutoŋga murairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Saka ndakakuitai vanhu vanozvidzwa navanorambwa navanhu vaose, zvamusina kuchengeta nzira dzangu, mukatsaura vanhu pakutonga murayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndokusaka ini ndavakuitawo kuti imi muve vanhu vakashoreka vokupedzesera zvavo kuvanhu vose sokuregawo kuchengeta nzira dzangu kwamakaita, makatoita zvenyu rusaruro pane zvemitemo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndokusaka ini ndavakuitawo kuti imi muve vanhu vakashoreka vokupedzesera zvavo kuvanhu vose sokuregawo kuchengeta nzira dzangu kwamakaita, makatoita zvenyu rusaruro pane zvemitemo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Nokudaro ndakaita kuti muzvidzwe uye munyadziswe pamberi pavanhu vose, nokuti hamuna kuchengeta nzira dzangu asi makaita rusarura pakutonga kwenyu.” Viz kapitola |