Maraki 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana mukarega kuteerera kana kurega henyu kuuisa mumwoyo kuti mupe mbiri kuzita rangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, inini ndichati muwirwe nejambwa. Ndichati zvikomborero zvenyu zvive jambwa nazvinowo ndatozviti zvive jambwa nokuti hamuuise mumwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana imi musiŋgaɗi kunzwa, kana musiŋgaɗi kuita nomŋoyo wenyu ɀandakaraira kuti mukudze zita raŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo — ipapo ndicatuma kutuka pamsoro penyu, ndicatuka ropafadzo dzenyu; ɀirokwaɀo ndatoɀituka, nokuti hamuɀiiti nomŋoyo wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Kana imi musingadi kunzwa, kana musingadi kuita nomwoyo wenyu zvandakaraira kuti mukudze zita rangu ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo ipapo ndichatuma kutuka pamusoro penyu, ndichatuka ropafadzo dzenyu; zvirokwazvo ndatozvituka, nokuti hamuzviiti nomwoyo wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana mukarega kuteerera kana kurega henyu kuuisa mumwoyo kuti mupe mbiri kuzita rangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, inini ndichati muwirwe nejambwa. Ndichati zvikomborero zvenyu zvive jambwa nazvinowo ndatozviti zvive jambwa nokuti hamuuise mumwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana mukarega kuteerera kana kurega henyu kuuisa mumwoyo kuti mupe mbiri kuzita rangu ndizvo zviri kutaura Tenzi, inini ndichati muwirwe nejambwa. Ndichati zvikomborero zvenyu zvive jambwa nazvinowo ndatozviti zvive jambwa nokuti hamuuise mumwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana imi musingateereri, uye kana musingakudzi zita rangu nomwoyo wenyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “ndichatuma kutukwa pamusoro penyu, uye ndichatuka ropafadzo dzenyu. Hongu, ndakadzituka kare, nokuti hamuna kuzvipira nemwoyo yenyu kuti mundikudze. Viz kapitola |