Online Bible

- Reklamy -

Maraki 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Munondiʋigira ciŋgwa cinetȿina paartari yaŋgu. Ɀino moti: Takakuȿiɓisai neiko? Pakutaura kwenyu muciti: Tafura yaJehova ŋgaiɀidzwe hayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Munondivigira chingwa chine tsvina paatari yangu. Zvino moti, ‘Takakusvibisai neiko?’ Pakutaura kwenyu muchiti, ‘Tafura yaJehovha ngaizvidzwe hayo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 nokupira chokudya chakan'ora paatari yangu. Uye munoti takachin'oresa sei, nokufungaka kwenyu kuti tebhuru yaTenzi inogona kushorwa zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Munondivigira zvokudya zvakasvibiswa paaritari yangu. “Asi imi munobvunza muchiti, ‘Takakusvibisai neiko?’ ” Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Pakutaura kwenyu muchiti tafura yaJehovha inozvidzika.

Viz kapitola kopírovat

Maraki 1:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy