Maraki 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi imi munorin'oresa muchiti teburu yaTenzi yakasvibiswa muchipira zvenyu pairi chokudya chakazvidzika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi imi munoɀimhura, ɀamunoti: Tafura yaJehova yakaȿiɓiswa, ɀiɓereko ɀayo, iɀo ɀokudya ɀayo, ŋgaɀiɀidzwe haɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Asi imi munozvimhura, zvamunoti, ‘Tafura yaJehovha yakasvibiswa, zvibereko zvayo, izvo zvokudya zvayo, ngazvizvidzwe hazvo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi imi munorin'oresa muchiti teburu yaTenzi yakasvibiswa muchipira zvenyu pairi chokudya chakazvidzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi imi munorin'oresa muchiti teburu yaTenzi yakasvibiswa muchipira zvenyu pairi chokudya chakazvidzika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Asi munoizvidza pamunoti, ‘Tafura yaJehovha yakasvibiswa, uye zvokudya zvayo zvakashoreka.’ Viz kapitola |