Mapisarema 16:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Naiɀoɀo mŋoyo waŋgu unofara, kukudzwa kwaŋgu kunofarisisa; Nyama yaŋgu ʋo icagara yakaceŋgetwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, kukudzwa kwangu kunofarisisa; Nyama yanguo ichagara yakachengetwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu runopururudza; muviri wanguwo uchazorora zvakanaka, Viz kapitola |