Online Bible

- Reklamy -

Mapisarema 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Muʋeŋgi waŋgu arege kuti: Ndamukunda; Ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋarege kufara kana ndicizunuŋguka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Muvengi wangu arege kuti, “Ndamukunda;” Vadzivisi vangu varege kufara kana ndichizununguka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Muvengi wangu angadaro akazoti ndakamukurira, mhandu dzangu dzikazofarira kuti ndakazunzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 muvengi wangu achati, “Ndamukurira ndamukunda,” uye vadzivisi vangu vachapembera kana ndawa.

Viz kapitola kopírovat

Mapisarema 13:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy