Mapisarema 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaipa ʋanofamba pamatiʋi ose, Kana ɀakashata ɀicikudzwa pakati paʋanakomana ʋaʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakaipa vanofamba pamativi ose, Kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanakomana vavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakaipa vanofamba-famba vakasununguka kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanhu. Viz kapitola |