Mapisarema 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unoti mumŋoyo make: Handiŋgazunuŋguswi; Handiŋgaʋi panhamo kuȿikira kumarudzi aŋgu ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Anoti mumwoyo make, “Handingazununguswi; Handingavi panhamo kusvikira kumarudzi angu ose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Anozviti nechomumwoyo, handimbotsukunyuki, pazvizvarwa zvose hapana chinondiwana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Anoti pakufunga kwake, “Hakuna chichandizungunusa; ndichagara ndakafara uye handingatongotambudziki.” Viz kapitola |