Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi chisimuka upinde muguta. Uchataurirwa zvaunofanira kuita.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Iye aciɗeɗera nokutya, akati: Ishe, munoɗa kuti ndiiteiko? Ishe akati kwaari:] Simuka, uende muguta, ucandoʋudzwa ɀaunofanira kuita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Iye achidedera nokutya, akati, “Ishe, munoda kuti ndiiteiko?” Ishe akati kwaari, “Simuka, uende muguta, uchandoudzwa zvaunofanira kuita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi chisimuka upinde muguta. Uchataurirwa zvaunofanira kuita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Asi chisimuka upinde muguta. Uchataurirwa zvaunofanira kuita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Zvino simuka uende muguta, uchandoudzwa zvaunofanira kuita.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 9:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy