Mabasa 9:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vehama pavakazviziva vakadzika naye kuSezaria vakamuendesa kuTaso. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino hama dzakati dziciɀiziʋa, dzikamuɓurusira Kesaria, ndokumutumira Tarso. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino hama dzakati dzichizviziva, dzakamuburusira Kesaria, ndokumutumira Taso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vehama pavakazviziva vakadzika naye kuSezaria vakamuendesa kuTaso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vehama pavakazviziva vakadzika naye kuSezaria vakamuendesa kuTaso. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Zvino hama dzakati dzazvinzwa izvi, dzakamutora dzikaburuka naye kuKesaria ndokumuendesa kuTasasi. Viz kapitola |