Mabasa 9:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akagara navo akasununguka muJerusaremu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akagara naʋo paJerusarema, acifambidzana naʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Akagara navo paJerusaremu, achifambidzana navo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akagara navo akasununguka muJerusaremu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Akagara navo akasununguka muJerusaremu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Saka Sauro akagara navo muJerusarema akasununguka, achitaura muzita raIshe uye akafamba asingatyi. Viz kapitola |