Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 9:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi Ananiya akapindura achiti, “Tenzi ndakanzwa navazhinji nezvomurume uyu kuti zvakawanda sei zvakaipa zvaakaita kuvatsvene venyu kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino Ananiasi akapindura, akati: Ishe, ndakanzwa naʋanhu ʋazhinji ɀomunhu uyu, kuti wakaitira ʋatȿene ʋenyu paJerusarema ɀakaipa ɀizhinji;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino Ananiasi akapindura, akati, “Ishe, ndakanzwa navanhu vazhinji zvomunhu uyu, kuti akaitira vatsvene venyu paJerusaremu zvakaipa zvizhinji;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi Ananiya akapindura achiti, “Tenzi ndakanzwa navazhinji nezvomurume uyu kuti zvakawanda sei zvakaipa zvaakaita kuvatsvene venyu kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi Ananiya akapindura achiti, “Tenzi ndakanzwa navazhinji nezvomurume uyu kuti zvakawanda sei zvakaipa zvaakaita kuvatsvene venyu kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ananiasi akapindura akati, “Ishe, ndakanzwa mashoko akawanda pamusoro pomurume uyu, uye nezvakaipa zvose zvaakaitira vatsvene venyu muJerusarema.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 9:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy