Mabasa 8:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Firipi akazoonekwa ava kuAzotusi. Maaipfuura namo aiparidza Shoko Rakanaka mumaguta ose kudzamara kusvika kuKesaria. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Asi Firipo wakawanika paAzoto, akapota nyika aciparidza Evaŋgeri pamaguta ose, kuȿikira paKesaria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Asi Firipi akawanika paAzoto, akapota nyika achiparidza Vhangeri pamaguta ose, kusvikira paKesaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Firipi akazoonekwa ava kuAzotusi. Maaipfuura namo aiparidza Shoko Rakanaka mumaguta ose kudzamara kusvika kuKesaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Firipi akazoonekwa ava kuAzotusi. Maaipfuura namo aiparidza Shoko Rakanaka mumaguta ose kudzamara kusvika kuKesaria. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Zvakadaro hazvo, Firipi akazoonekwa paAzotasi uye akafamba achiparidza vhangeri mumaguta ose kusvikira asvika kuKesaria. Viz kapitola |