Mabasa 8:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mutumwa waMwari akati kuna Firipi, “Simuka uende kumaodzanyemba kunzira inodzika kuGaza ichibva kuJerusaremu.” Nzira iyi inzira yomurenje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino mutumŋa waShe akataura naFiripo, akati: Simuka, uende Zasi kunzira inobva Jerusarema iciɓurukira Gaza; iyo nyika irenje. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino mutumwa waIshe akataura naFiripi, akati, “Simuka, uende Zasi kunzira inobva Jerusaremu ichiburukira Gaza; iyo nyika irenje.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mutumwa waMwari akati kuna Firipi, “Simuka uende kumaodzanyemba kunzira inodzika kuGaza ichibva kuJerusaremu.” Nzira iyi inzira yomurenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mutumwa waMwari akati kuna Firipi, “Simuka uende kumaodzanyemba kunzira inodzika kuGaza ichibva kuJerusaremu.” Nzira iyi inzira yomurenje. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Zvino mutumwa waShe akati kuna Firipi, “Buruka uende zasi kumugwagwa, wokugwenga, unoburuka uchibva kuJerusarema uchienda kuGaza.” Viz kapitola |