Mabasa 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanamati vakaviga Sitefani vakamuchema zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋarume ʋakarurama ʋakaʋiga Stefano, ʋakamucema ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Varume vakarurama vakaviga Sitefano, vakamuchema zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanamati vakaviga Sitefani vakamuchema zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanamati vakaviga Sitefani vakamuchema zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Varume vaitya Mwari vakaviga Sitefani uye vakamuchema zvikuru. Viz kapitola |